sna-x-korekore_mrk_text_reg/14/12.txt

1 line
413 B
Plaintext

\v 12 Pazuva lezvingwa zvisina mbiliso, pawanobaila hwayi ye paseka, wadzidzi wadoti kwaali, " Munoda kuti tikugadzililenyi kupi, kuti mujile Paseka chijo?" \v 13 Adotuma adzidzi wake wawili akati, "Pindanyi muguta, muchasongana nomunhulume adotakula chilongo che mvula muteeleyi, \v 14 Kusvika paanopinda mumba, munoti kumwene we imba, " Mudzidzi wati,"Njipi mumba yaalendo yandingajila Paseka na dzidzi wangu?"