sna-x-korekore_mrk_text_reg/01/19.txt

1 line
245 B
Plaintext

\v 19 Apo Jeso padofamba zvishoma, adoona Jemusi mwanalumbwana waZebhedhia na Johane bhuti wake waiwa mugwati wasigadzila kombe. \v 20 Adowashedza uye wadosiya baba wawo Zebhedhia wali mugwati newalanda, wakanga wakumbila pakalepo wadomutewela.