sna-x-korekore_mrk_text_reg/07/31.txt

1 line
218 B
Plaintext

\v 31 Adoenda panze penhalaunda yeTile, uye adopfula nepaSidoni kugungwa leGalili kuzvika munhalaunda yeDikapolisi. \v 32 Wadounza munhu kwawali aisanzwa ainetseka kutaula, wadomukumbila kuti atsitse janja lake kwaali.