sna-x-korekore_mrk_text_reg/06/48.txt

1 line
385 B
Plaintext

\v 48 Adoona wasitambudzika nomafungu, nokuti kwaiwa nomhepo kwawali. Nonguwa dzoina dzomadeko adouya kwawali, asifamba pamusolo pogungwa, uye aida kupfuula nopawali. \v 49 Asi pawadomuona asifamba pamusolo pomvula, wadofunga kuti chipoko uye wadochema, \v 50 nokuti wadomuona uye wadoshaya zvokuita. Nokukulumbidza adotaula kwawali uye akati kwawali, ''Iwai nekuzvisimbisa! Musacha!''