sna-x-korekore_mrk_text_reg/06/45.txt

1 line
252 B
Plaintext

\v 45 Nokulumbidza adoita kuti wadzidzi wapinde mugwati uye kuenda naye kuno lumwe lutiwi, kuBetisaidha, apo akatuma chaunga. \v 46 Pawakaenda adokwila mugomo kanamata. \v 47 Madeko aadouya, uye gwati lakanga lava pakati pogungwa,uye aiwa oga panyika.