sna-x-korekore_mrk_text_reg/06/07.txt

1 line
287 B
Plaintext

\v 7 Adodeedza wane gumi newawili uye akatanga kuwatumila wawili wawili, uye adowapa mvumo pamusolo pomweya idoipa, \v 8 uye kuti wasatola chelo chinyi pahwendo, kusala kwotsvimbo _ kana chingwa kana hombodo, kana mali mumabhande_ \v 9 asi kuti wapfeke shangu uye wasasimila nguwo mbili.