1 line
297 B
Plaintext
1 line
297 B
Plaintext
\v 20 Adoti, '' icho chinobuda mumunhu ndochinomusvibisa. \v 21 Mukati momunhu, kunze kwomwoya wake, munepfungwa dzidoipa, chihule, humbavha , kuulaya, \v 22 hupombwe, hupenzi, huipi, kunyepa, kusagadzikana, ziso lidoipa, kuzvida. \v 23 Zvose izvi zvinobva mukati, uye ndizvo zvinosvibisa munhu.'' |