sna-x-korekore_mrk_text_reg/07/14.txt

1 line
242 B
Plaintext

\v 14 Adoshedza chaunga zvekale uye adoti kwaali, ''Telela kwandili, mose, uye nzwisisa. \v 15 Hapana chinhu kunze kwemunhu chingamusvibise kana zvapinda maali. Ndizvo zvinobuda mumunhu ndozvinomusvibidza.'' \v 16 Kana munhu anonzewe nganzwe.