1 line
369 B
Plaintext
1 line
369 B
Plaintext
\v 24 Ndinoti kwamuli:Zvose zvamunamatila na kukumbila, tendanyi kuti muchazvipiwa,uye kuti zvichawa zvenyu. \v 25 Pamunosimuka muchinamata, munofanila kulekelela wanokutadzilanyi, kuitila kuti Baba wedu ali kudenga atilekele kutadza kwemhosva dzedu. \v 26 [ Mubhu la Mako hamuna mashoko aya :asi kana musingalekelele, kana kuti Baba wedu tilekeleleyi kudalika kwedu.] |