sna-x-korekore_mrk_text_reg/10/26.txt

1 line
259 B
Plaintext

\v 26 Wakawe nokushamisiwa kukulu uye wadoti pachawo, ''Ndiani achanunuliwa?'' \v 27 Jeso adowatalisa uye akati, ''Newanhu hazvigoni, Asi naDedza.Zvinhu zvose zvogoneka.'' \v 28 Pita adotanga kutaula kwaali, ''Talila, Tasiya zvinhu zvose uye tikakutewelayi.''