|
\v 8 Nokukasika Jeso mumwoya make adoziwa zvawaifunga mumwoya mawo. Adoti kwawali, ''Senyi muchifunga izvi mumwoya menyu? \v 9 Ndochipi chidoleluka kuudza mulume adooma mitezo, 'Zvitadzo zvako zvalekelelewa' kana kuti' Simuka, utolebonde, lako ufambe'? |