1 line
287 B
Plaintext
1 line
287 B
Plaintext
\v 11 Pakalelepo paiwa nahumba dzaipfuwiwa paduze ne gomo, \v 12 idomugwigwilila iye, kuti, Tipinzeyi muhumba: Ngatipindeyi madzili." \v 13 Adoitendela :moya wakaipa udobulika ndokupinda muhumba, dzidomhanya dzichidzika gomo kupinda mugungwa, chulu chiwili chehumba dzidowila mugungwa. |