sna-x-korekore_mrk_text_reg/11/31.txt

1 line
350 B
Plaintext

\v 31 Wadokulukulilana pakati pawo na kuitisana nhalo wakati, "Tikati zvinobva kudenga,' achati,' Senyi musingamutende?' \v 32 Asi tikati kuwanhu,'....'Wadocha wamhu, nekuti wose waitenda kuti Johwani waiwa mupolofita. \v 33 Wadopindula Jeso wakati, " Hatiziweba," Pakale Jeso akati kwawali,"Neniwo handikakuudzeyi mvumo yandinoita nayo izvi zvinhu."