sna-x-korekore_mrk_text_reg/11/29.txt

1 line
214 B
Plaintext

\v 29 Jeso adoti kwaali, "Ndichakubvunzanyi mubvunzo mubodzi.Ndiudzeyi ini uye ndichakuudzanyi kuti mvumo yandinoita nayo zvinhu izvi. \v 30 Kuombeka kwa Johani, kwaibva kudzulu[denga] kana kuwanhu? Ndipindulenyi."