sna-x-korekore_mrk_text_reg/11/24.txt

1 line
369 B
Plaintext

\v 24 Ndinoti kwamuli:Zvose zvamunamatila na kukumbila, tendanyi kuti muchazvipiwa,uye kuti zvichawa zvenyu. \v 25 Pamunosimuka muchinamata, munofanila kulekelela wanokutadzilanyi, kuitila kuti Baba wedu ali kudenga atilekele kutadza kwemhosva dzedu. \v 26 [ Mubhu la Mako hamuna mashoko aya :asi kana musingalekelele, kana kuti Baba wedu tilekeleleyi kudalika kwedu.]