sna-x-korekore_mrk_text_reg/11/22.txt

1 line
225 B
Plaintext

\v 22 Jeso adovapindula, "Iwayi na kutenda Dedza. \v 23 Chakwadi ndinoti kwamuli munhu akati ku gomo, " Ibva uzvikandile pachako mugungwa, akazviita asinganyunyute mumoyo wache asi achitenda zvichaitika, ndizvo Dedza anoita.