sna-x-korekore_mrk_text_reg/11/20.txt

1 line
161 B
Plaintext

\v 20 Pawaifamba manganani, wakaona mukuyu wasvawa kusvikila kumidzi. \v 21 Petulo adolangalila adoti, "Rabbi,[mudzidzisi] tarisanyi! Mukuyu wadotukana wasvawa."