sna-x-korekore_mrk_text_reg/11/17.txt

1 line
298 B
Plaintext

\v 17 Adowafundisa adoti, " Hazvina kunyoliwa zvichinzi, "Mumba yangu ichanzi mumba yakunamatila nyika yose"? Asi maita mumba ye mbavha." \v 18 Wakulu wawa pilisita na wanyoli wadonzva zvose zvadolewa, Waimucha nekuda kwawanhu ne luzhinji waifazdiwa naye. \v 19 Padosvika maulo,wadobulika muguta.