sna-x-korekore_mrk_text_reg/11/07.txt

1 line
368 B
Plaintext

\v 7 Wadouya ne dongi kuna Jeso wachikanda mabhachi palili, \v 8 Wanhu wadowanda wakawalidza mabiza munzila, wamwe wachiwalidza mashizha yawange wagwata kubva mumunda. \v 9 Awo waitungamila mbeli nawaitewela mumashule waidanizdila, "Hosana! "Ngaakombolelewe uyo anouya muzita la Dedza! \v 10 Ngaakombolelewe anouya muumambo wa Baba wedu Dhavidi! Hosana Anosimudzihwa.