sna-x-korekore_mrk_text_reg/08/38.txt

1 line
168 B
Plaintext

\v 38 Kuna uyo asingazvidembe pana ini na mau aya mune zveupombwe ne pazvakaipa paludzi ili, Mwanalumbwana wa Dedza uchamunyalila muumambo wa Baba ne ngilozi dzinoyela.