sna-x-korekore_mrk_text_reg/08/35.txt

1 line
252 B
Plaintext

\v 35 Adoda upenyu hwake achalasikihwa nahwo, naiye anolasikihwa nahwo nekuda kwangu pamwe nekuda kweshoko achauhwana. \v 36 Zvibatsileyi kuti munhu awane nyika yose pane kutaikihwa neupenyu wake? \v 37 chii munhu chingaite kuti a tsinhe upenyu hwake?