sna-x-korekore_mrk_text_reg/08/33.txt

1 line
340 B
Plaintext

\v 33 Asi Jeso adotendeukila nokunangala wadzidzi wache akapikisana na Petulo akati, "Bulika iwe, Satani! Hausi kuisa pfungwa dzako pana Dedza, asi papfungwa dzawanhu. \v 34 pakalepo adosheyedza wanhu na wadzidzi wake pabodzi, adoti kwaali, " Anoda kundilondola , ngaazvilambe iye pachake, atakule chipiyaniso chake, andilondole ini pano.