sna-x-korekore_mrk_text_reg/08/16.txt

1 line
225 B
Plaintext

\v 16 Wadzidzi wadonzvilana pachawo wega, " Nekuti hatina chingwa." \v 17 Jeso waiwe achiziva zvainge aleva, adoti kwawali," Ndawayeyi munonzvilana kuti mulibe chingwa? Hamuna kuona, hamuna kunzvisisa? Moyo wenyu wasvibisiwa?