sna-x-korekore_mrk_text_reg/08/01.txt

1 line
397 B
Plaintext

\c 8 \v 1 Pamazuwa iyayo, padoita futi wanhu wazinji, paiwe pasina chokuja. Jeso adodaidza wa dzidzi adoti kwawali, \v 2 "Ndikunzva ntsisi na wanhu wanesu wasina kuja kwemazuva matatu. \v 3 Kana ndikawaendesa wasina kuja kudzimba dzawo ,wanogona kuwa munzila.Wamwe wawo wanobva kulefu." \v 4 Wadzidzi vadomupindula, "Tingawane kupi zvingwa zvinga ngawakwanile munzvimbo ino idedeli kuti wagute?"