sna-x-korekore_mrk_text_reg/05/14.txt

1 line
323 B
Plaintext

\v 14 Pakalepo anyakuchengeta humba adotizila kuenda kwalewa zvange zvaitika ku guta na mumamisha, wanhu wadubuda kuuya kuzoona zvakange zvaiitika. \v 15 Wadouya kuna Jeso ndokuwana munhulume wamoya wakuipa , uyo wainge adopotelewa na moya wakuipa Ligiyoni, adogala ipopo, wamupfekedza njele dzaunzila: wadobatiwa nakucha.