sna-x-korekore_mrk_text_reg/05/11.txt

1 line
287 B
Plaintext

\v 11 Pakalelepo paiwa nahumba dzaipfuwiwa paduze ne gomo, \v 12 idomugwigwilila iye, kuti, Tipinzeyi muhumba: Ngatipindeyi madzili." \v 13 Adoitendela :moya wakaipa udobulika ndokupinda muhumba, dzidomhanya dzichidzika gomo kupinda mugungwa, chulu chiwili chehumba dzidowila mugungwa.