sna-x-korekore_mrk_text_reg/04/18.txt

1 line
287 B
Plaintext

\v 18 Ipapo wamwe wakakushiwa mubanzi.Ndiwo wanonzva shoko, \v 19 asi nekuda kwezvenyika nezvinouya, Upfumi nezvishuwo nezvimwe zvinhu zvinopaladza shoko. \v 20 Izvo zvidokushiwa padhaka lakanaka, wamwe adonzva dzinga wakalitambila likabeleka zvibeleko makumi-matatu netanhatu kana zana.