sna-x-korekore_mrk_text_reg/04/01.txt

1 line
301 B
Plaintext

\c 4 \v 1 Ipapo adotanga kufundisa kumhela kegungwa, chaunga chawanhu chakaungana chakamukombeledza. Iye adopinda mugwati laiwa pamhela pegungwa adogala pasi mukati . vanhu vose vaiwa kumhelakwegungwa \v 2 . adovadzidzisa zvinhu zvizhinji mufanikiso, muhufundisi hwake, izvi ndizvo zvadotaula kwaali.