sna-x-korekore_mrk_text_reg/01/32.txt

1 line
279 B
Plaintext

\v 32 Madeko iyayo zuwa isati yanyula,.wadouya kwaali nowose waihwala no wakagaliwa nomadhimoni. \v 33 Guta lose lainge lakaungana pamusuwo. \v 34 Adopolesa wazinji waifesuka nozvihwele zvidosiyana uye asibulitsa madhimoni,asi ailambidza madhimoni kuti asataule nokuti aimuziwa.