sna-x-korekore_mrk_text_reg/01/23.txt

1 line
319 B
Plaintext

\v 23 Pakalepo mumwe mulume musinagogi aiwa nomwoya wetsvina adoshedzela \v 24 asiti, ''Tinoitenyiko newe, Jeso weNazaleta? Mauya kuzotipaladza hele? Ndineziwa kuti ndini yani. Ndimi Moga Mutsvene waMwali. \v 25 Jeso adolaila dhimoni akati, ''Iwe buda maali.'' \v 26 Mwoya udoipa ukabuda maali akalila nodzinga likulu.