sna-x-korekore_mrk_text_reg/01/01.txt

1 line
280 B
Plaintext

\c 1 \v 1 Ndiko kutanga kweshoko lidonaka laJeso Kilisito, mwanakomana waMwali. \v 2 Sokunyohwa kwazvidoitiwa kuna mupolofita Isaya '''Talila, ndisakutumila nhume pambeli pako asakugadzililai nzila. \v 3 Kune dzinga louyo lilikukudana mulenje, 'Gadzilila nzila dzako udzilulamise.