sna-x-korekore_mrk_text_reg/10/13.txt

1 line
233 B
Plaintext

\v 13 Wadounza wana waduku kwaali kuti awabate, asi wadzidzi adowaudza . \v 14 Asi Jeso pakazviziwa, haana kufalanazvo uye adoti, Tendelayi waduku wauye kwandili, uye musawalambidze,nokuti humambo hwaDedza ndeweawo wakafanana naiwo.