sna-x-korekore_mrk_text_reg/02/08.txt

1 line
236 B
Plaintext

\v 8 Nokukasika Jeso mumwoya make adoziwa zvawaifunga mumwoya mawo. ''Senyi muchifunga izvi mumwoya menyu? \v 9 Ndochipi chidoleluka kuudza mulume adooma mitezo ,''Zvitadzo zvako zvalekelelewa ,kana kuti simuka utolebonde lako ufambe?'