sna-x-korekore_mrk_text_reg/06/56.txt

1 line
180 B
Plaintext

\v 56 Pose, paaipinda mumisha, kana maguta, kana munyika, waisa wadofesuka munzvimbo dzinotengeselewa.waikumbila kuti wagobata kumapeto egemenzi, uye wazinji waimubata waipolesewa.