sna-x-korekore_mrk_text_reg/06/21.txt

1 line
341 B
Plaintext

\v 21 Ipopo zuwa lidolingana lakasvika Helodhe aiwa nebhavadhe lake uye akakadzilila kuja kwemadeko kwowanomutewedzela nezvo wakulu womauto uye watungamili wo Galili. \v 22 Mwanasikana wa Helodhiasi adouya pachake akatamba kwawali,uye adolumbidziwa naHelodhe newaenzi wake. Mambo adoti kumusikana, Ndikumbile chelo chauneda uye ndisakupa.''