1 line
301 B
Plaintext
1 line
301 B
Plaintext
\c 4 \v 1 Ipapo adotanga kufundisa kumhela kegungwa, chaunga chawanhu chakaungana chakamukombeledza. Iye adopinda mugwati laiwa pamhela pegungwa adogala pasi mukati . vanhu vose vaiwa kumhelakwegungwa \v 2 . adovadzidzisa zvinhu zvizhinji mufanikiso, muhufundisi hwake, izvi ndizvo zvadotaula kwaali. |