sna-x-korekore_mrk_text_reg/16/12.txt

1 line
164 B
Plaintext

\v 12 Pashule pezvinhu zvose adooneka nomuchelechedzo muwili idosiyana panguwa yawaifamba munyika. \v 13 Wadoenda uye wakaudza wadzidzi wake, asi hawana kuzvitenda.