sna-x-korekore_mrk_text_reg/15/42.txt

1 line
376 B
Plaintext

\v 42 Padosvika madeko , nokuti laiwa Zuwa Lokugadzilila, ndokuti, zuwa ili kumashule kweSabata, \v 43 Josefa we Alimatia adouya pakale. Aiwa munhulume ailemekedzewa muboka lemakulukota waimilila humambo hwaMwali. Adoenda kuna Pilato uye kuno bvunza chitunha chaJeso. \v 44 Pilato adoshamisika kuti Jeso akanga atopfa; adodeedza mukulu waahwi uye akamubvunza kuti Jeso wapfa.