sna-x-korekore_mrk_text_reg/15/25.txt

1 line
290 B
Plaintext

\v 25 Dzainga dzawa nguwa dzotatu \v 26 pawadomulowela.Pachikwangwali wadonyola mhosva yake, ''Mambo waJudha'' \v 27 Naye wadomulewela pamwe nombavha dziwili, mubodzi kuluji, mubodzi kuluboshwe. \v 28 Bhuku yakale haina Mako 15; 28, Magwalo adozadzisiwa anoti, ''Adolowehwa nowadozvidzika;