1 line
378 B
Plaintext
1 line
378 B
Plaintext
\v 47 Asi mubodzi wainge adomila naye adozvomola bakatwa akagwata mulanda wemupilisita mukulu nzewe. \v 48 Jesu adoti, " Mwabuda kunze, sendili mbavha, nemabakatwa ne tsvimbo kuzondibata? \v 49 Ndaiwe nemi mazuwa yose ndichidzidzisa mutembeli, hamuna kundibata. Asi izvi zvaitika kuti zvakanyoliwa mumagwalo zvibulike. " \v 50 Wase wange wana Jesu wakatiza wakamusiya ali yega. |