sna-x-korekore_mrk_text_reg/14/22.txt

1 line
407 B
Plaintext

\v 22 Paanga achija, Jeso adotola chingwa, akachikombolela, uye akachimedula. Adowapa akati," Tolanyi ichi. Uwu muwili wangu." \v 23 Adotola mukombe, akaukombolela, akawapa, wose wakamwa kubva mauli. \v 24 Adoti kwawali," Ili ndilo gazi langu lasungano itsva, gazi linobulika kuwazinji. \v 25 Chokwadi ndinoti kwamuli, Handichadzomwa futi moto wamazambilinga kuzvika musi wandichadzomwa muumambo wa Dedza."