sna-x-korekore_mrk_text_reg/14/03.txt

1 line
444 B
Plaintext

\v 3 Jeso ali paBetani mumba maSimoni wamapelembudzi, achija patebulu, padosvika munhukadzi waiwe na mapfuta ayinhuhwila ayisitengewa na mali zinji,[alabaster jar]chaiwe chine Nardi. Adopwanya chigoba akadila zvinonhuhwila mumusolo wache. \v 4 Panewamwe wadotsamwa nazvo. Wadotaulilana pachawo wadoti, "senyi wapaladza mapfuta? \v 5 Nokuti zvinonhuhwila ingadai zvatengesiwa nemali inota mazana matatu ye madenarii, yapiwa walombo. "Wadomutuka.