\v 30 Zvokwadi ndinoti kwamuli, dzinza ilihalili zvisinakuitika. \v 31 Denga nenyika zvichapfula. asi shoko halipfuli. \v 32 Asi maelelano nezuwa kana nguwa, hapana anoziwa, nyangwe ngilozi dzekudenga, kana mwana asi Baba.