sna-x-korekore_mrk_text_reg/13/17.txt

1 line
373 B
Plaintext

\v 17 Asi wachawa nenhamo awo wane wana mudumbu uye awo anenge wachiyamwisa wacheche pamazuwa awo! \v 18 Namatayi kuti azvitike muchando. \v 19 Awa achawa mazuwa makulu okutambudzika, zvisati zvamboitika pakutanga,Dedza paakasika nyika, kusvika ikozvino, \v 20 Kunze kwokunge Mwali adzosa mazuwa, hapana munhu achasununguliwa . Asi nokuda kwewakasaludziwa, achagula mazuwa.