sna-x-korekore_mrk_text_reg/12/38.txt

1 line
355 B
Plaintext

\v 38 Mukupfundisa kwake Jeso adoti, ''Ngwalilai wanyoli wanoda kufamba wakapfeka micheka michena uye wasida kumholesewa munzvimbo dzokutengesela, \v 39 uye kuti wawe nezvigalo zvakakosha musinagogi uye nzvimbo dzinolemekedzewa pamutambo. \v 40 Uye waipfuudza dzimba dzochilikadzi, uye wainamata nguva lefu kuti wanhu waone. Wanhu awa kulambiwa kukulu.