sna-x-korekore_mrk_text_reg/12/24.txt

1 line
204 B
Plaintext

\v 24 Jeso adoti, ''Ndokusaka chikonzelo muli kutadza, nokuti hamuziwi magwalo kana simba lili muna Mwali? \v 25 Pawasamuka kuwadopfa, hawaloole kana kupiwa mukuloola, asi wasaita sengilozi dzili mudenga.