sna-x-korekore_mrk_text_reg/12/08.txt

1 line
210 B
Plaintext

\v 8 Wadomushunguludza, wakamubaya, uye wakamukanda kunze kwomunda. \v 9 Nokudalo, chinyi chidozoitika kumulidzi womuzambilinga? Anouya kuzopaladza walimi womuzambilinga uye wopa munda womuzambilinga kune wamwe