\v 6 Akasala nomunhu mubodzi, mwanakomana waaida. Ndiye wanga ali wokupedzisila kutuma.Adoti, 'Wasalemekedza mwana wangu.' \v 7 Asi walimi womuzambilinga wakati pachazvawo, 'Ndiye muji wenhaka. Huyai, ndatimubayei,uye nhaka inozoita yedu.''