sna-x-korekore_mrk_text_reg/10/46.txt

1 line
386 B
Plaintext

\v 46 Wadouya kuJeliko, Pawaibva Jeriko newadzidzi uye chaunga chikulu, mwana waTimaeus, Bartimaeus, bofu linokumbila , lidogala panzila. \v 47 Pawadonzva kuti ndiJeso weNazarene, wadotanga kuunguta wasiti ,'' Jeso mwana waDhavhidha, ndinzvileyi ngoni!'' \v 48 Wazinji adotuka mulume aiwa bofu, wasimuudza kuti anyalale. Asi adochema zvidonyanya, Mwana waDhavhidha, ndinzvileyo ngoni!''