sna-x-korekore_mrk_text_reg/10/32.txt

1 line
475 B
Plaintext

\v 32 waiwa mujila kuenda Jelusalema, uye Jeso adoenda pambeli pawo. Wadzidzi wakashamisiwa, uye waitewela kumashule waiwa nokucha. Jeso adotola gumi nawawili padiwi zvekale uye adotanga kuwaudza zvaizoitika kwaali. \v 33 ''Honayi, tikuenda kuJelusalema, mwanakomana womunhu achapiwa kuna MambowemaPilisita nawanyoli. Iwo wachamulamba kuzvika mukufa wachamupila kuno maludzi asingade Mwali. \v 34 Wachamutuka, kumusvipila,kumulowa, nokumuulaya.Asi nomazuwa matatu achamuka.''